Madara sezita
Madara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Pearson Madara; Denford Madara; Anne Madara; Victor Madara.
- Mazwi ari pedyo: Mataranyika sezita; Chitara sezita, Mutara sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.