Mataranyika sezita
Mataranyika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Trevor Mataranyika; Ruramai Mataranyika; Tanaka Mataranyika; William Mataranyika maneja kuHigherlife Foundation.
- Mazwi ari pedyo: Madara sezita; Chitara sezita, Mutara sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.
- Kimbundu inoti mutale (n. lookout, spectator) kureva mutari. Mamwe mazwi: mutale a 'xi (n. earth watchman).
- Lugungu inoti kutara (v. start building a house or any other structure or building). Nyakyusa inoti tala (do first, be the first to do).
- Kikuyu inoti kotara kana kutara (to enumerate; to count). Mamwe mazwi: otari (enumeration). Sangho inoti motara (n. visitor, host).
- Giryama inoti kutala (v. to number; to add up, to count). Mamwe mazwi: mutalo (n. a reckoning). Talo (n. counting, number).
- Njem inoti tala (first, firstly). Gaam inoti tal (v. Create, make, 2. Place, put) kureva kusika kana kugadzika
- Lugwere inoti butaala (n. freedom; state of being free, i.e., not confined or restrained). Digo inoti nyika (n. hinterland, wilderness, desolate region) kureva sango.