Mutara sezita
Mutara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Kudzanai Mutara; Innocent Mutara; Freeman Mutara; Lucy Mutara.
- Mazwi ari pedyo: Madara sezita; Chitara sezita, Mataranyika sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Kagulu inoti mtala (n. number). Mamwe mazwi: kutala (v. to count, to number). Xitsonga inoti tala (abound, abundant).
- Kimbundu inoti mutala (n. face; on the top; stature, height) kureva kumeso kana pamusoro.
- Kimbundu inoti mutale a 'xi (n. earth watchman; country watchman). Karanga inoti mutara kureva dara rendiro.
- Lugwere inoti mutala (locality, local area) kureva dunhu kana chinzvimbo. Kinande inoti obutala (n. courtyard) kureva chivanze.
- Bwile vanoti mutali (adj. long) kureva kureba. VaFwe vanoti mutara (n. foorprint) kureva chidhidho chetsoka.
- Mbukushu inoti mutara (n. page; side of a thing). VaLamba vanoti itala (n. side; (of position) far side; other side).