Manhenga

(runangakatsva kubva kuMadengera)

Nhenga (ku Chingezi: feather) kana Manhenga uye madengera pakuwanda. Manhenga ndizvo zvinhu zvinofukidza shiri pamusoro pezvo dzinobatsira kuchengetedza shiri. Nhenga inodzivirirawo shiri kuti dzisakuvare, uye mumarudzi mazhinji eshiri, manhenga yemapapiro inovabatsira kubhururuka .

nhenga

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Huku dzangu dzava kukunduka manhenga: my fowls are losing some feathers.

Mazwi eBantu chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Yao vanoti ndenga (the long feathers of a fowl) vachireva manhenga. Herero vanoti orutenga (beginning; first time, origin) kureva mavambo.
  • Lozi vanoti mutenga (n. feather) kureva munhenga. Chuabo vanoti muttenga kana mittenga (feathers of a fowl) kureva manhenga.
  • Zigula vanoti zoya; luzoya (n. feather) kureva munhenga. Kikuyu vanoti uruoya kana njoya (feather, feathers) kureva munhenga.
  • Kabiye inoti wʋndʋ kana hʋndʋ (1. bird feathers; 2. hair - human or animal; 3. peels of fruit or tubers; 4. peanut shells).
  • Kabiye inoti wʋnɖʋʋ (v. shell; peel; strip) kureva kutongonora kana kumenya.