Madzingira
Madzingira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Vanhu vane zita iri: Liberty Madzingira; Buhle Madzingira; Tinashe Madzingira; Valentine Madzingira.
- Dzingiri ( a species of plant whose root is eaten raw).
- Mamwe mazita ari pedyo: Madzinga, Dzingire, Dzingira, Madzingaidze, Madzingo, Mudzinganyama; kudzingiswa.
Mitauro yeChiBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili inoti mzingile (labyrinth, maze, puzzle).Mamwe mazwi: mazingazinga (pl. 1. turn, revolution; rounds (of a policeman, etc.). 2. deception, misleading).
- Swahili inoti zinga (1. turn, change, veer (of wind, etc.). 2. move in a circle; (fig.) wander about aimlessly, 3. encircle, surround. 4. roll up, wind up).
- Swahili inoti zingwa (be surrounded). Mamwe mazwi: zingira. (appl. cause to encircle, surround etc). Kizingia (something that revolves or whirls).
- Nyanja inoti kudzinga (n. to surround; to gather in one place - of animals; to gather into one place broad and good with water) kureva kukomberedza.
- Bavili vanoti ziingë (n. to roll up, to live, to wrap up). Zigula inoti chizingiri (n. circle of people). Chewa inoti kudzinga (v. surround).