Makumbi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Uganda neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Jane Makumbi; Mary Makumbi; Ethel Makumbi; Keith Makumbi.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Baila vanoti makumbi (n. clouds) kureva makore. Luvale vanoti Makumbi kana Likumbi (n. light. Luvale name given to the twin born first).
  • VaZigula vanoti makumbi (n. a field hut ; palm leaf; dried grass used for building.).
  • Swahili vanoti kumbi kana makumbi (n. circumcision hut where boys stay before and after procedure).
  • Kimbundu inoti rikumbi (n. sun). Mamwe mazwi: makumbi (significant day). Shimwali vanoti kumbi (n. rag; cloth).