Malamba izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Yeukai Malamba; Kudzai Malamba; Blessing Malamba; Sabrina Malamba.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Zigula inoti malamba (n. fruit of the baobab tree). Zigula inoti mlamba (n. a baobab tree) kureva muwuyu.
  • Kimbundu vanoti malamba (n. trial, test, proof, evidence). VaLamba inoti malamba (n. Iron ore for smelting).
  • VaVenda vanoti malamba (n. pay; renumeration; salary) kureva muhoro. Mamwe mazwi: malamba (n. reward) kureva mubayiro.
  • VaTaabwa vanoti kulamba (n. pay tax) kubhadhara mutero. Mamwe mazwi: kulamba (v. to lick) kureva kunanzva.