Chibayiro
(runangakatsva kubva kuMubayiro)
Chibayiro (kureva animal sacrifice) kana mubayiro apa kureva mhuka inourawa kuti igopirwa kuna Mwari nechinangwa chokutsvaga ruregerero rwezvivi. CHtetenderano chaMwari nerudzi rwaIsrael chakanga chichitendera kubayira mhuka kuti senzira yekusukwa kwezvivi zvevanhu kana dzinza rose.
- Kubayira (to sacrifice).
- Mubayira izita remaruwa ari kuMhondoro, Zimbabwe.
- Abrahama akabvuma kubayira chibayiro chomwana wake Isaka: Abraham was willing to sacrifice his son Isaac.
- Ko chourere chingayereswa here, kuti chipirwe semupiro kuna Mwari
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Nyungwe vanoti -baira (pay) kureva kubaira. Kinande vanoti erihemba (n. reward, remunerate).
- Mambwe inoti -koneka (v. remunerate, reward for help given) kureva kubaira. Mamwe mazwi: malipo (v. to meet obligations, pay up, reward, compensate) kureva kubhadhara.
- Lubukusu inoti síi.áánwa (n. present, gift, prize, reward, talent). Mamwe mazwi: khuuaanwa (v. v be given (e.g., bridegroom being given the bride)).
- Shambala inoti mushungulu (n. reward) kureva mubairo. Mamwe mazwi: shungu (n. part). Kemedzung vanoti kwəŋ (v. reward, award) kureva kututsa
Mazwi eBantu
chinjirudza- Mang'anja vanoti m'phaira (n. payment) vachireva mubhadharo. Tonga vanoti kupila (to sacrifice) kureva kupira.
- VaLenje vanoti chipayilo kana chilanga (a ceremonial offering) kureva chibayiro kana chirango.
- Kimbundu vanoti kusaka (Immolation - to kill as a sacrificial victim, as by fire; offer in sacrifice; destroy by fire) vachireva kupisa nemoto.