Kutenga

(runangakatsva kubva kuMubhadharo)

Kutenga (to buy) zvinoreva kubhadhara mari kuti chinhu changa chiri chimumwe chichiva chako.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Kutengesera (to sell) zvinoreva kubhadharwa mari kuti chinhu changa chiri chako chichiva chomumwe.
  • Kutengera (to buy) zvinoreva kutenga chinhu uchizopa mumwe munhu, kana kutenga chinhu pachinzvimbo cheumwe munhu.
  • Kutengerwa (to have one buy for you).
  • Kutengerana (to buy for each other).

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Mururimi aweKihaya vanoti kugula kana okugura (to buy) vachireva kutenga. Mazwi anotodzana: kuguza kana okuguza (to buy) vachireva kutenga.
  • Basotho vanoti reka (v. buy) vachireva kutenga. Mamwe Mazwi: rekisa (v. to sell) vachireva kutengesa. Vanoti moreki (buyer, customer) kureva mutengi.
  • VaLenje vanoti mulishi (buyer, seller, customer) kureva vanhu vanotengesa nekutenga. VaZigula vanoti kutenga (v. separate).
  • VaKongo vanoti teka (trade, buy, sell). VaNgala vanoti moteki (seller) vachireva mutengesi. Mamwe Mazwi: moteki-nyama (seller of meat; butcher).
  • Baila vanoti ku uzha kana kusambazha (to sell) kureva kushambadza. Mazwi anotodzana: mûzhi kana musambazhi kureva mutengesi.