Malanga izita remhuri rinowanikwa muAngola, Congo, Kinshasa neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mauro Malanga; Filomena Malanga; Laurencia Malanga; Jacob Malanga.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Maconde inoti malanga (wasteland - with grass & few trees). Umbundu inoti omalanga (n. oryx) kureva mhuka inenge ngwarati.
  • Lozi inoti lilanga (whitish liquid excretion from the eye) kureva maranga eziso. Giryama inoti ranga (n. wound) kureva chironda.
  • Lugungu inoti maranga ga lyoba (n. sun rays, shafts, beams of light from the sun) kureva maranzi ezuva.
  • Bushong inoti malanga (n. court, tribunal, assembly, council). Bushong inoti koma malanga hold court).