Maluta izita rinowanikwa muZimbabwe, South Africa, DRC, neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Thilivhali Maluta; Sephora Maluta; Sergio Maluta; Deborah Maluta; Peninah Maluta; Kevia Maluta.
  • Mazwi ari pedyo: kuruta, Maruta sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • VaLozi vanoti kuluta (v. teach) kureva kudzidzisa. Lozi vanoti muluti (n. teacher) kureva mudzidzisi.
  • Sesotho vanoti ho ruta (v. to teach) kureva kudzidzisa.
  • Setswana inoti go ruta (n. to teach) kureva kudzidzisa. [Setswana]] inoti morutabana (n. teacher) kureva mudzidzisi.
  • Kimbundu inoti maluta (n. deception, error, mistake, fraud). Mamwe mazwi: kuria maluta (v. trick; fool, cheat, delude).