Mangava izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Wadzanai Mangava; Munesu Mangava; Bothwell Mangava; Kizito Mangava.
  • Mangava zvinoreva chikwereti kana manetso - problems.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.