Mapfihwa

Mapfihwa matombo anoshandiswa kugadza poto kana hari pachoto chinobikirwa. Mapfihwa anokwanisa kushandiswa ari matatu kana mana, kuita kuti hari inatse kugara zvakanaka isinga tsedeguke kana kuzodeura zviri mairi.

TsikaEdit

  • Chigadzamapfihwa zvinoreva mukadzi anogara nhaka yemukoma wake kana tete mushure merufu.

Mitauro yeBantuEdit

  • Baila vanoti mafua (place for fire, stove, oven).
  • VaChewa vanoti fua (one of three stones that supports pot on fireplace) kureva pfihwa.
  • VaDigo vanoti ma-figa (cooking stones), vachireva mapfihwa.