Mararike sezita

(runangakatsva kubva kuMararike)

Mararike izita remhuri muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Chewa inoti mlalika kana mlaliki (a herald). Mamwe mazwi: kulalika (to gather an army, proclaim; make known; summon for tomorrow, eg summon for a hunt tomorrow).
  • Yao vanoti kulalika (to gather an army; to gather a caravan). VaRwanda vanoti kurarika (to invite, send to inform, hire).
  • VaRundi vanoti kurarika (to line up workers, to hire workers) kuforesa vashandi kana kutora vashandi pabasa.
  • VaKabwa vanoti -raarika (v. invite; announce; preach), kukoka, kuzivisa kana kuparidza. VaZigula vanoti kulalika (v. to spread news).
  • Kimbundu inoti mulaleko (n. guest (derives from the verb kulaleka)). VaSena vanoti lalika (to announce) kureva kuudza.