Masongo sezita
Masongo izita remhuri rinowanikwa kuKenya, Tanzania, Malawi neZambia.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- VaMambwe vanoti nsongo (point; apex or point of anything; the point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen, etc).
- Lubwisi vanoti busonga (n. point, tip, point of something sharp). Mamwe mazwi: kusongola (v. be pointed, sharp).
- Umbundu inoti ocisongo (n. stinger). Umbundu inoti osongo (n. thorn, private enclosure, compound).
- Lenje inoti songa (press together, heap up, pile up, cram, give full measure).