Songo izita remhuri rinowanikwa kuZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mayombo Songo; Songo Didiza; Mfundi Songo; Sifikie Songo.
  • Mazwi ari pedyo: Masongo sezita, Chisongo.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaMambwe vanoti nsongo (point; apex or point of anything; the point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen, etc).
  • Lubwisi vanoti busonga (n. point, tip, point of something sharp). Mamwe mazwi: kusongola (v. be pointed, sharp).
  • Umbundu inoti ocisongo (n. stinger). Umbundu inoti osongo (n. thorn, private enclosure, compound).
  • Lenje inoti songa (press together, heap up, pile up, cram, give full measure).