Matenga sezita
Matenga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Rufaro Matenga; Tongai Matenga; Vongai Matenga; Tafadzwa Matenga.
- Dengezeze kana matengezeze (1. A large area or complex, 2. Spread, compass, expanse).
- Mazwi ari pedyo: Mutengezanwa sezita; Chinhenga sezita, Rutenga sezita, Chitenga sezita, dengezeze.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Herero inoti -tenga (first one, foremost one, aboriginal). Mamwe mazwi: porutenga (firstly) kureva pamavambo. Ou-tenga (mastery, power, pre-eminence).
- Herero inoti orutenga (beginning; first time, origin) kureva mavambo. Mamwe mazwi: orutengatenga (the very first time). Tenga (v. initiate).
- Herero inoti otyi-tenga (important, chief matter, first thing, matter of the moment, main point). VaDigo vaboti tenga (to separate, to set aside, to dedicate for some purpose, to remove).
- Umbundu vanoti ocitenga (n. assembly, a company, a gathering). Mamwe mazwi: tenga (v. mix) kureva kusanganisa. Zigula inoti kwedyitenga (isolate oneself).