Matumbu

DigestiveSystemBlank.jpg

Matumbu kana hura (intestines) inhengo pamuviri wemhuka kana munhu inotakura chikafu kubva mudumbu kuenda kumukosho. Matumbu anoitawo basa rokuseredza chikafu.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaKabwa vanoti obhura (intestines) kureva hura.
  • VaSwahili vanoti utumbo (intestines) kureva hura.
  • VaTonga vanoti bura (intestines; stomach, gut) kureva hura.