Mbarikwa
(runangakatsva kubva kuMbarikire)
Mbarikwa kana mbarikire (generic) chinhu chinogadzirwa chine mhando imwe nemashandisirwo akafanana nechimwe chagara chiripo. Kana mushonga uri mbarikwa kureva kuti wakagadzirwa uchitodzana neumwe wagara uripo, asi une musiyano zvishoma.
- Mushonga Mbarikwa kana mishonga mubarikwa (Generic medicines or drugs)???. Mishonga uyu imbarikwa: this is a generic drug. Mazwi aya haako kuChishona semashandisirwo ari pano - uku kuzama kuumba mutauro chete.