Mbedzi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veOshindonga vanoti ombezi (beard) kureva ndebvu.
  • VaHerero vanoti ombeze (rude; disagreeable). Vanobva vati omundu obeze (a rough or rude person).
  • VaSwahili vanoti mbezi (presumptuous, arrogant, conceited person).