Mbele izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa, Angola, South Africa neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Sandiswa Mbele; Dalida Mbele; Bonisiwe Mbele; Mbele Lukombo; Tshepang Mbele.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti mbele (n. knife, blade) kureva banga. Mamwe mazwi: Mbele (adj. close; near; nigh' nearby) kureva pedo.
  • Lingala inoti mbeli (n. knife) kureva banga. VaTonga vanoti mbeli (n. blade) kureva banga.
  • Barotse vanoti mbeli (n. small African knife formerly used as razor) kureva imhando yebanga.