Mipanda ye mazita (Chingezi: noun classes) mapoka ekurongwa kwakaitwa mazita eChishona:

  1. Tipical (their meanings) se mupanda 1 ne 2 munopinda mazita anoreva vanhu, semuenzaniso, mupanda 1 and musikana , mupanda 2 unoisa mazwi emupanda 1 muuzhinji sekuti 'vasikana.'
  2. Ushoma ne Uzhinji: (singular and plural form) sezvarehwa panenga apo, mukandi 2 uzhinji hwemupanda 1, mupand 4 uzhinji hwemupanda 3, zvichingodaro.
  3. Sungawirirano (agreement): sungawirirano iyi ndiyo inotiudza kuti chiratidza mupanda chipi chatingashandise, kana kuti chivakashure chipi chatingashandise. Mupanda 5 une sungawirirano -ri- eg garwe iri, dombo iri, gudo iri; 'iri' kuChingezi zvinoreva kuti 'this'.
  4. Chivakashure e.g. mashoko mumupanda wekutanga une chivakashure mu-, mupanda 8 zvi-, mupanda 10 dzi-, mupanda 11 ru-, etc.

Pane mipanda 21 asi mupanda wechi 20 wakabviswa nekuti wakaonekwa se usinakudzikama (vulgar).

BY MASTER SHUJO Chivakashure Dzitsi
Mupanda ZVAUNOREVA Muenzaniso Maumbirwo ezita

(Chivakashure + dzitsi)

Muchirungu
1 mu munhu mukomana mu- -komana boy
1a Φ zita emunhu Chipo, Mabarani Φ Chipo proper nouns
2 va vanhu muuwandu wakomana wa- -komana boys
2a wa ruremekedzo waNdingoveni wa- wa Nokutenda veMuA3 proper nouns (honorific)
3 mu muti, zvinhu zvakagadzirwa nemuti,

zvinhu zvinoshandiswa zvakabatwa (tools)

muti, mugoti mu- -ti tree
4 mi uzhinji hwemupanda 3 miti mi- -ti trees
5 ri mazwi anotanga na 'r', b, g,d, j, etc. rize ri- -ze scorpion
6 ma uzhinki hwemupanda 5 marize ma- -ze scorpions
7 chi chinhu, mazwi anotanga na 'ch-' chingwa chi- -ngwa bread
8 zvi uzhinji hwemupanda 7 zvingwa zvi- -ngwa bread
9 i mhuka, mazwi anotanda na 'n', 'm' etc imba i- -mba house
10 dzi uzhinki hwemupanda 9 dzimba dzi- -mba houses
11 ru zvinhu zvisingaoneke kana kubatika rufu, rudo ru- -fu abstract things- death
12 ka chinhu chidiki chinoshoreka kanhu ka- -nhu
13 tu
14 u
15 ku
16 pa

Mabviro eruzivo chinjirudza

Mapeji ekutarisa ekunze: