Shora

(Redirected from Mombeshora)

Izwi rinoti shora kana mushora (pale yellow; straw coloured) rinoreva chinhu chine ruvara rwakaita yellow.

  • Mamwe maduramazwi anoturikira shora achiti: dark red or brown.
  • Mombeshora rikava zita remhuri.
  • Banga shora.
  • Chinhu chishora.

Mamwe MazwiEdit

Shava, Ruvara (light brown, reddish).

Mitauro yeBantuEdit