Muvakidzani

(Redirected from Mubanze)

Muvakidzani (neighbour) zvinotaura vanhu vanogara pamhatso kana misha iri pedyo napedyo kungava kudhorobha kana kumaruwa. Vamwe vatauri vanoti mubanze. Kumaruwa vabanze vanosangana pabanze rimwero.

  • Banze (Meeting-place of men of a village). Pakuwanda toti mabanze.
  • Mubanze kana mubanzi (neighbour; one living in a neighbourhood).

Kurerutsa MutauroEdit

  • Vavakidzani vanobatsirana panguva yenhamo.

Mitauro yeBantuEdit

  • Xilenge vanoti banza (n. fire around which men sit) kureva banze.
  • VaLenje vanoti mwansi (one of same village, friend, neighbor).
  • VaKongo vanoti mbanza (city; metropolis).
  • VaMbugwe vanoti pendo (n. neighbour).