Dare reMusha

(runangakatsva kubva kuMabanze)

Dare kana banze inzvimbo inosangana varume pamusha.

  • Banze (Meeting-place of men of a village). Pakuwanda toti mabanze.
  • Mubanze (neighbour) muvakidzani ari pedyo zvekuti munogara pabanze rimwero.
  • VaMufunda mubanze wedu. Izwi rokuti mubanze rinokwanisa kuturikira citizen mune dzimwe nhambo.
  • Chivara, chiara, chivare kana chiware (1. Forum for all people to gather and discuss on life issues affecting them; 2. Men's regular meeting place; 3. Any meeting place; 4. An assembly or congregation)

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Paruvara varume vanosvikogadzira chivara pa kureva - when making a new village the men first make a communal fireplace, which afterwards becomes their general meeting-place.
  • -dara (be clear, understandable - of speech) zvichireva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Baila vanoti chianza (n. custom, manner, way, behaviour, habit) kureva maitiro.
  • Kimbundu vanoti mbanza, mbala kana sanzala (n. village) kureva musha.
  • Kikongo inoti tala (v. Look, behold, view, attend) kureva kutara.