Mudeke sezita
Mudeke izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neDemocratic Republic of Congo.
- Vanhu vane zita iri: Natsha Mudeke; Nobert Mudeke; Kudzaishe Mudeke; Joelle Mudeke.
- Mudeke (Shrub: Erythroxy emarginatum). Vamwe vanoti mudekeko, mutsanzuti, rundo kana rutsitu.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Tarisiro ndeyekuti Mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili vanoti mdeke kana mdeki (ramrod). Bavili vanoti dekë (v. to be weak; to be sick).
- Chewa inoti muntu wodeka (a righteous person). Mamwe mazwi: kudeka kukulitsa ntundu (righteousness exalts a nation).
- Chewa inoti kudeketsa (to make right, to justify). Mamwe mazwi: kudeka (righteousness; to settle as water. Also of mind or heart to be quiet).
- Shilluk inoti tek (adj. hard, strong) kureva kukukutara. Mamwe mazwi: tek (brave; secure).
- Lubwisi vanoti kudeka (v. to lack sweetness) kureva kusatapira.