Mukowa
- Mukowa kana mikowa (hard work, difficult undertaking, great task) basa risiri nyore kuita.
- Mukowa, zita remhuri
Mitauro yeBantuEdit
- Taabwa vanoti mukoa (n. race, family, tribe) kureva rudzi kana mhuri.
- Nsenga vanoti mkowa (n. tribe) kureva rudzi. Taita vanoti mkoa (n. girdle; strap).
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |