Mukundu sezita
Mukundu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Rashweat Mukundu; Ngonidzashe Mukundu; Shepard Mukundu; Johannes Mukundu.
- Mazwi ari pedyo: gundukumwe, gundamusaira.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.