Mukutu sezita
Mukutu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Democratic Republic of the Congo neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Simbisai Mukutu; Thandiwe Mukutu; Emmie Mukutu; Mukutu Chomba.
- Mazwi ari pedyo: Makutu sezita, Chikutu sezita; Gutu sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.