Mundari
Mundari mutauro weAfrika unowanikwa kuSouth Sudan.
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudza- Mundari vanoti aba kana müyï (n. father) kureva baba. Fananidzai neshoko rokuti abba rinoreva baba kuHebrew.
- Mundari vanoti abaŋgi (n. mod maybe, perhaps, or) kureva pamwe.
- Mundari vanoti ama (n. mother) kureva amai.
- Mundari vanoti ayin (n. mod not, without) kureva haina.
- Mundari vanoti cece (n. 1. sand; 2. place where standing water has dried) kureva jecha.
- Mundari vanoti ꞌdïk (n. be small) kureva diki. Mamwe mazwi: küꞌdïk (quan. few).
- Mundari vanoti gena (n. n hell. From Arabic) kureva gehena.
- Mundari vanoti nyula (v. dig shallow, not dig deep or well) kuchera zvisina kudzika.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Mundari vanoti domba (n. v trap, hunt) kureva kuteya kana kuvhima.
- Mundari vanoti gony (n. v give) kureva kupa. Mamwe mazwi: gonyet kana gonyetti (vn.actn. reward, gift, offering).
- Mundari vanoti ꞌdük (n. v lift up, build) kureva kuvaka.
- Mundari vanoti goro (n. n stable, place of animals) kureva danga.
- Mundari vanoti i mara (mod. beside) kureva parutivi.
- Mundari vanoti jet (mod. other side (of lake)) kureva kumhiri kwedziva.
- Mundari vanoti jolo (n. v travel) kureva kufamba rwendo.
- Mundari vanoti jür (n. 1. village; 2. country, nation) kureva musha kana nyika.
- Mundari vanoti kaka (n. n earth, land) kureva ivhu.
- Mundari vanoti kak (v. split) kureva kutsemura. Mamwe mazwi: kaka (v. divide, split up).
- Mundari vanoti kaŋ (mod. west) kureva kumadokero.
- Mundari vanoti karaŋ (mod. there, exists) kureva chinorarama.
- Mundari vanoti konda (v. do) kureva kuita.
- Mundari vanoti kondore (n. n level, floor in a building) kureva m.
- Mundari vanoti koyi (n. n road, way, street) kureva nzira.
- Mundari vanoti kuruk (n. 1. mouth; 2. beak; 3. language) kureva m.
- Mundari vanoti medda (v. v be alive) kureva kuva mupenyu.
- Mundari vanoti mïrï (n. government) kureva hurumemnde. Mamwe mazwi: mïrü (mod. orderly, set in order).
- Mundari vanoti mok (v. catch, hold, arrest) kureva kubata. Mamwe mazwi: moka (v. be affected, have disease).
- Mundari vanoti nyakari (n. descendant, generation) kureva chizvarwa.
- Mundari vanoti nyala (n. be happy, rejoice) kureva kufara.
- Mundari vanoti nyona (mod. near) kureva pedyo.
- Mundari vanoti ŋara (v. lend, give, share) kureva kupa.
- Mundari vanoti Ŋün (n. God) kureva Mwari.
- Mundari vanoti rere (mod. transparent, see through, fine).
Duramazwi rinowanikwa paWebonary.