Mupinda kana Mpinda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Karen Mupinda; Ngonidzashe Mupinda; Olivia Mupinda; Tinashe Mupinda.
  • Mazwi ane hukama: Kapindo, Chapinduka.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Mambwe vanoti mpinda (load of salt packed in bark sack) mutwaro wemunyu uri munhava. Nyanja inoti mpinda (n. woven bag used to carry salt) ibhegi rekutakura munyu.
  • Kikongo inoti mpinda (n. a groundnut, arachis hypogaea) kureva nzungu.
  • MaZulu vanoti phinda (Repeat, do again). Sokuti: ukuphinda ingoma (to repeat a song). MaZulu vanoti phinda (Return, go back). Sokuti: ukuphinda emuva (to return back).
  • MaZulu vanoti phinda (Fold, make double; duplicate). Sokuti: ukuphinda ucansi (to fold a mat). VaYao vanoti pinda (Fold; bend) vachireva kupeta.
  • MaZulu vanoti umphinda, emphinda kana muva (adv. behind) vachireva kumashure. Kinande vanoti omuhinda (n. a big drum) kureva ngoma huru.