Mupungu sezita
Mupungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo Kinshasa.
Mitauro yeBantu chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.