Murowa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, DRC neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Tanatswanashe Murowa; Faith Murowa; Tadala Murowa; Mapenzi Murowa; Thenjiwe Murowa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti lilowa kana malowa (soil, earth) kureva dhaga. Mamwe mazwi: wulowa kana malowa (n. blood) vachireva ropa.
  • VaLenje vanoti lowa (fish with line and hook) kureva kuraura. Nsenga vanoti kuloba (v. to fish with a hook).
  • VaZigula vanoti kulowa (v. to fish) kureva kuredza. VaBukusu vanoti khuuloba (v. hook, angle, fish with line and hook).
  • Bavili vanoti lowu (v. fish with a line). Yao vanoti lilowe (n. sound) kureva izwi. Nsenga vanoti kuloba (v. cut marks on the body).