Murundu sezita
Murundu izita remhuri rinowanikwa muKenya, neNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Jared Murundu; John Murundu; Monique Murundu; Leon Murundu.
- Mazwi ari pedyo: Chirundu sezita, Chirunda sezita; Mulundu sezita, Chirundazi sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.