Museke izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Rwanda, Namibia neZambia.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kimbundu vanoti museke (n. sandy ground; desert. Figurative: hamlets, confines, farm).
  • Kimbundu inoti sekele kana kisekele (n. sand) kureva jecha.
  • VaTonga vanoti maseke (corn grounds).