Chiseke izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neZambia.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • VaTaita vanoti seke (n. bladder) kureva furidzo.
  • Kimbundu vanoti museke (n. sandy ground; desert. Figurative: hamlets, confines, farm).
  • Kimbundu inoti sekele kana kisekele (n. sand) kureva jecha.
  • VaTonga vanoti maseke (corn grounds).