Kaseke sezita
Kaseke izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Karikoga Kaseke, Simba Kaseke, Chido Kaseke, Chido Kaseke.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana .
- Bemba inoti umuseke (basket - made of reeds) ibhasiketi retsanga. Kinyarwanda inoti igiseke (tall pointed basket) ibhasiketi rine munzvi.
- Baila inoti inseke (a single grain) itsanga imwe. Kuziva madudzirwo: insafu (calf of the leg) kureva tsapfu.
- Bemba inoti luseke kana mbuto (grain) kureva mbeu. VaTege vanoti kasege (n. insect, bug, pest).
- Luganda inoti kiseke (n. wrist; front part of the wrist) kureva ruwoko. Sangho inoti seke (n. sieve, colander, filter).
- Luvale inoti Kaseka kana Kasela (child who comes out of mother's womb legs first) kureva mwana anotanga kubuditsa makumbo pakuzvarwa.
- Kimbundu vanoti museke (sandy terrain. Figurative: hamlets, confines, farm). Mamwe mazwi: kaseke (n. Lonchocarpus capassa - a type of tree).