Musenda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Nickson Musenda; Ngozye Musenda; Namuchiya Musenda; Tatenda Musenda.
  • Mamwe mazita ari pedyo: Masenda, kusenda.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja vanoti kusenda (v. to husk; to flay). Mamwe mazwi: senda luzi (take off barkstring) kureva kusvuura rwodzi. Kusenda nyemba kureva kutonongora nyemba.
  • Sangho vanoti senda (n. footprint, basis) kureva chidhindo chetsoka.
  • Sangho vanoti senda (n. science, study of, terminology). Mamwe mazwi: senda kombuta (n. computer science). Sendami (n. chemistry).