Masenda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Masenda; Garnet Masenda; Garikayi Masenda.
  • Mazwi ari pedyo: Musenda, kusenda.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja vanoti kusenda (v. to husk; to flay). Mamwe mazwi: senda luzi (take of barkstring) kureva kusvuura rwodzi. Kusenda nyemba kureva kutonongora nyemba.
  • VaKabwa vanoti -senda (drive animals by herding) kureva kutinha mombe. Lugwere inoti kusenda (v. move something, change position of something) kureva kubvisa chinhu panzvimbo.
  • Lugwere inoti kusendayo (move something ahead) kufambisa mberi. Mamwe mazwi: kwesenda, kwesendayo (1. move ahead, advance, progress. 2. move a step back or forth) kureva kuenda mberi.
  • VaLozi vanoti -shenda (v. to upbraid, despise, disprove, blame, to mock). VaTakwane vanoti sendda (v. peel) kureva kumenya. Bemba inoti ukusenda (take, carry).