Musoko izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Democratic Republic of the Congo neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Chipo Musoko; Patience Musoko; Damos Musoko.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kimbundu vanoti risoko kana masoko pakuwanda (n. person of the same time or age).
  • VaLomwe vanoti musokho (n. tax) kureva mutero.