Musonza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Takudzwa Musonza; Anald Musonza; Norman Musonza; John Musonza.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti ku sonza (start a new song) kureva kushaura. Mamwe mazwi: musonzhi (seer, diviner) kureva munhu anowona nemweya.
  • MaZulu vanoti hlonza (Become thick, solidify) kureva kukora kana kugwamba. Mamwe mazwi: uluhlonzi kana izinhlonzi (thickness) vachireva hukobvu.
  • MaZulu vanoti hlonza (Be in the habit of doing; do habitually, frequently; make a habit of). VaTonga vanoti kusonsa (v. germinate) kureva kumera.
  • MaZulu vanoti hlonza kana hlonzinga (Strain the eyes to see, concentrate attention upon; Look fixedly at, watch intently) kureva kutsvinya maziso kuti uwone kana kutarisisa pachinhu.
  • VaGwere vanoti kusonzola (v. describe) kureva kutsanangura. VaGwere vanoti sonsa (v. to cut small gashes).