Mutavara

(runangakatsva kubva kuMutawara)

Mutavara kana Mutawara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Maconde vanoti kutawala (v. to rule; to conquer) kureva kutonga nyika. Swahili vanoti mtawala (ruler, governor, leader of a country) kureva mutungamiri wenyika.
  • VaSwahili neVaGiryama vanoti kutawala (to rule, to govern). VaGiryama vanoti kutawaza (to make to rule).
  • VaGiryama vanoti kutawala kana kutawala-tsi (to govern) kureva kutungamiri nyika. Vanobva vati mutawala-tsi (governor).
  • Djimini vanoti tawara (n. dryland) vachireva nyika yakaoma.