Mutolo izita remhuri rinowanikwa muZambia, Mozambique neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mutolo Mullenda; Fellina Mutolo; Homaira Mutolo; Nelia Mutolo; Leonardo Mutolo.
  • Mazwi ari pedyo: Mutoro sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.