Mutoro sezita
Mutoro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Mozambique neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Ben Mutoro; Felix Mutoro; Leah Mutoro; Julias Mutoro; Ike Mutoro.
- Mazwi ari pedyo: Mutolo sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lenje vanoti mutolo (n. an idle person) kureva munhu ane hunyope.
- Nyungwe inoti mtolo (n. baggage) kureva mutoro. Mang'anja vanoti mtolo (n. a bundle) kureva mutoro.
- Xitsonga vanoti tola kana tota (v. to annoint) kureva kuzodza.
- Sagara vanoti kutola (v. to marry) kureva kuroora. Sagara vanoti kutolwa (v. to be married) kureva kuroorwa.