Mutoro (burden, load kuEnglish) izwi rinotaura mutsindo wechinhu wakatsigirwa kana kutakurwa pane chivakwa kana chiumbwa. Vamwe vatauri vanoti musengwa kana mutwaro.

Kana uri mutoro wenhumbi dzinotakurwa unonzi mukwende.

Kukwidzika (to load).

Mitauro yeChiBantuEdit

  • VaNyungwe vanoti mtolo (n. baggage) kureva mutoro. Mang'anja vanoti mtolo (n. a bundle) kureva mutoro.
  • MaZulu vanoti thwala (v. carry on head, shoulders or hands) kureva kutakura. MaZulu vanoti umthwalo (load, burden). VaTaita vanoti kutwala (contain).
  • VaHerero vanoti omutuaro (burden; load). VaHerero vanoti tuarua (carried away) kureva kutwarwa.
  • VaRwanda vanoti umutwaro (burden, load) vachireva mutwaro. VaRwanda vanoti gutwara (to carry a load, take away) kureva mutwaro.
  • VaYao vanoti ndundu (baggage). VaYao vanoti katundu (a small basket ; a small fowl coop).