Mutsinzi sezita
Mutsinzi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: David Mutsinzi, Isabelle Mutsinzi; Peacine Mutsinzi; Chipo Mutsinzi.
- Mazwi ari pedyo: Mutsinze sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- Giryama vanoti kutsindza (v. slaughter, butcher) kureva. VaGiryama vanoti mutsindzi (n. butcher) kureva mutengesi wenyama.
- VaWanga vanoti okhusinza (v. slaughter; kill animal for meat) vachireva kubaya mhuka. VaGiryama vanoti ku-tsindzira (to slander).
- Ikizu vanoti umusinzi (n. butcher). Taita vanoti kushinja (v. to flay) kureva kuvhiya. Shimwali vanoti utsindza (v. to slaughter an animal).