Kiikizu
(runangakatsva kubva kuIkizu)
Kiikizu mutauro unowanikwa kuTanzania, uri pamupanda weChiBantu.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- Ikizu inoti amabheere (milk) kureva mukaka. KuShona bere izamu.
- Ikizu inoti amabhi (n. excrement, dung) kureva dhodhi kana ndove.
- Ikizu inoti amadini (mineral) kureva muchegwa.
- Ikizu inoti amanzi (water) kureva mvura.
- Ikizu inoti amarwa (alcohol) kureva doro.
- Ikizu inoti amate (saliva) kureva mate.
- Ikizu inoti ambuka (cross over) kureva kuyambuka.
- Ikizu inoti -angarira (1. alert 2. be concerned, 3. care about 4. care of; do something carefully) kureva kuita hanya.
- Ikizu inoti kuanika (v. hang out to dry) kureva kuyanika.
- Ikizu inoti bhaari (many people or animals). Bharu izita remhuri.
- Ikizu inoti bhaaba umuuyi (father's younger brother) kureva babamudiki.
- Ikizu inoti bhaaba umukuru (father's older brother) kureva babamukuru.
- Ikizu inoti -bhereka (carry n the back) kureva kubereka kumusana.
- Ikizu inoti -bhururuka (fly, ascend, jump) kureva kubhururuka.
- Ikizu inoti -bhumba (create, form, mold) kureva kuumba.
- Ikizu inoti -bhungana (accumulate) kureva kuungana.
- Ikizu inoti chubwi (the sound of something falling in the water) kureva chubwi.
- Ikizu inoti echaasi (n. cup) kureva kapu.
- Ikizu inoti ekemera (malt) kureva chimera.
- Ikizu inoti ekerengo kana endego (measurement) kureva chipimo.
- Ikizu inoti embere (in front of) kureva kumberi.
- Ikizu inoti emboreera (fertilizer, manure).
- Ikizu inoti emeeza (table) kureva tafura.
- Ikizu inoti endege (air plane) kureva ndege.
- Ikizu inoti eng'ombe (cow) kureva mombe.
- Ikizu inoti engokora (elbow) kureva gokora.
- Ikizu inoti enyanza (ocean,lake) kureva nyanza.
- Ikizu inoti -gamba (speak, talk, say) kureva kutaura.
- Ikizu inoti -gambira (explain, speak to, tell on) kureva kutaurira.
- Ikizu inoti -gorwa (repair, fix, manufacture, assemble, make, prepare).
- Ikizu inoti -gwatany'a (1. combine, merge, connect, reunite, 2. coordinate, 3. put together, mix).
- Ikizu inoti -gwatana (1. work together, cooperate; 2. stick together; 3. join together).
- Ikizu inoti ichara (finger, toe) kureva chigunwe.
- Ikizu inoti ichangarabhwe (fine gravel) kureva rukangarahwe.
- Ikizu inoti a (icharu) kureva nation, country, area.
- Ikizu inoti ichasi (1. cup made from wood; 2. special device to express milk) kureva kapu yemuti.
- Ikizu inoti ichura (frog) kureva datya.
- Ikizu inoti ikijiji (village) kureva musha.
- Ikizu inoti ikirukwa (woven material) kureva chirukwa.
- Ikizu inoti ikisiki (stump of a tree) kureva chigutsa.
- Ikizu inoti imbura (rain) kureva mvura inonaya.
- Ikizu inoti imbwa (dog) kureva imbwa.
- Ikizu inoti ishenene (cricket) kureva gurwe.
- Ikizu inoti isiku (day) kureva musi.
- Ikizu inoti ibhafu (bathroom) kureva bhavha kana bhavhu.
- Ikizu inoti ikanga (guinea fowl) kureva hanga.
- Ikizu inoti ikipambahwe (butterfly) kureva shaveshave.
- Ikizu inoti ikisaka (bush, thicket) kureva chitsaka.
- Ikizu inoti imarimba (xylophone) kureva marimba.
- Ikizu inoti imbiru kana zimbiru (beam, pole) kureva mbiru.
- Ikizu inoti inyaanya (tomato) kureva domasi.
- Ikizu inoti inyangara (lizard) kureva dzvinyu.
- Ikizu inoti inyariri (be yellow). Nyariri izita remhuri.
- Ikizu inoti inyungu (1. clay cooking pot, 2. jar, pitcher) kureva hari kana chirongo.
- Ikizu inoti irangi (colour) kureva muvara.
- Ikizu inoti isakwa kana zisakwa (1. natural leather bag for storing food for the traditional elders; 2. carrying box man).
- Ikizu inoti magambana (debate) kureva gakava.
- Ikizu inoti -menya (live) kureva m.
- Ikizu inoti muhuto (erasure, abolition) kureva kudzimakana kurambidza. Ko zita rinonzi Mahuto?
- Ikizu inoti mutangi (firstborn) kureva dangwe.
- Ikizu inoti mwirungu (bottom, below, underneath) kureva kutsi.
- Ikizu inoti ng'wani (coast) kureva gombe.
- Ikizu inoti nyaaraza (natural salt) kureva munyu.
- Ikizu inoti nyakaseero (seventh child to be born) kureva mwana wechisere.
- Ikizu inoti nyakenda (nineth child to be born) kureva mwana wechipfumbamwe.
- Ikizu inoti nyambaaribhiri (two sides) kureva nyambiri.
- Ikizu inoti okʉkonza (hospitality, generosity). Ko izwi rokuti Makonzwa?
- Ikizu inoti omokowa (region) kureva dunhu.
- Ikizu inoti omonene (fat person) kureva munhu mukobvu.
- Ikizu inoti omorembe (peace) kureva rugare.
- Ikizu inoti orote (slime, phelgm) kureva chikararwa kana gararwa. Ko kuti rute?
- Ikizu inoti -pona (thrive, prosper) kureva kupunduka.
- Ikizu inoti -pundurira (accomplish one's goal) kureva kuwana bundutso pazvinangwa.