Munhunguru

(runangakatsva kubva kuMutunguru)

Munhunguru, mutunguru, mutombototo, mutudza kana mumbwide (n. Flacourtia indica) muti wechero unowanikwa muZimbabwe, Malawi, Zambia nedzimwe nyika kuchamhembe kweAfrika.

Kurapa chinjirudza

  • Mashizha emunhunguru anotsengwa semushonga wemanyoka.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

 
Nhunguru dzakaibva
 
Mashizha neMatudza mambishi

Zvakakochekwa chinjirudza