Mwanza sezita

Mazita eMhuri

Mwanza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Joseph Mwanza; Nyasha Mwanza; Terrence Mwanza.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emutauro yeBantu anotodzana.