Ndunga izita remhuri rinowanikwa kuTanzania, Kenya, Namibia neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Enina Ndunga; Innocent Ndunga; Patson Ndunga; Portia Ndunga.
  • Mamwe mazita: Ndungu.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti o-ndunga (n. mass, comapct mass, heap). Mamwe mazwi: o-ndunga (close together).